Amizade
A amizade é um dos dons mais preciosos da vida. A Bíblia celebra amizades profundas — Davi e Jônatas, Rute e Noemi, Paulo e Timóteo — modelos de lealdade, fé e amor.
Valor da amizade
Há amigo mais chegado do que um irmão. Em todo tempo ama o amigo. A amizade verdadeira permanece nas tempestades.
Munhu ane shamwari dzakawanda angangoparadzwa,
asi kune shamwari inonamatira kupfuura hama.
Munhu ane shamwari dzakawanda angangoparadzwa,
asi kune shamwari inonamatira kupfuura hama.
Shamwari inoda panguva dzose,
uye hama yakaberekerwa kupikisana.
Shamwari inoda panguva dzose,
uye hama yakaberekerwa kupikisana.
Uyo anofukidzira kudarika kwomumwe anotsvaka rudo,
asi ani naani anomutsazve mhaka anoparadzanisa shamwari dzepedyo.
Simbi inorodza simbi,
saizvozvowo mumwe munhu anorodza mumwe.
Simbi inorodza simbi,
saizvozvowo mumwe munhu anorodza mumwe.
Mafuta nezvinonhuhwira zvinouyisa mufaro kumwoyo,
uye kunaka kwoushamwari kunobva padzidziso dzake dzakanaka.
Mafuta nezvinonhuhwira zvinouyisa mufaro kumwoyo,
uye kunaka kwoushamwari kunobva padzidziso dzake dzakanaka.
Usarasa shamwari yako kana shamwari yababa vako,
uye usangoenda kumba yehama yako kana wawirwa nedambudziko chete,
muvakidzani ari pedyo ari nani kupfuura hama iri kure.
Usarasa shamwari yako kana shamwari yababa vako,
uye usangoenda kumba yehama yako kana wawirwa nedambudziko chete,
muvakidzani ari pedyo ari nani kupfuura hama iri kure.
Kutsiurwa pachena kuri nani
pane rudo rwakavanzika.
Maronda okukuvadzwa neshamwari anogamuchirika,
asi kutsvoda kwomuvengi kunonyengera.
Uyo anofamba navakachenjera achachenjerawo,
asi shamwari yamapenzi ichakuvadzwa.
Munhu akatsauka anomutsa kupesana,
uye guhwa rinoparadzanisa shamwari dzepedyo.
Usaita ushamwari nomunhu ane hasha,
uye usafambidzana nomunhu anokurumidza kutsamwa,
kuti urege kudzidza tsika dzake,
uye urege kuzviteya nomusungo.
Amizade cristã
Vós sois meus amigos se fazeis o que eu mando. Jesus nos chama de amigos — que honra imensa e responsabilidade!
Hakuna munhu ano rudo rukuru kuno urwu, kuti munhu ape upenyu hwake nokuda kweshamwari dzake.
Hakuna munhu ano rudo rukuru kuno urwu, kuti munhu ape upenyu hwake nokuda kweshamwari dzake.
Handichakuidzii varanda, nokuti muranda haazivi zvinoitwa natenzi wake. Asi ndinokuidzai shamwari, nokuti zvose zvandakadzidza kubva kuna Baba vangu ndakakuzivisai.
Murayiro wangu ndouyu: Dananai, sezvo ini ndakakudai.
Ivai norudo rukuru mumwe kuno mumwe savadikani. Mumwe nomumwe wenyu ngaakudze mumwe kupfuura kuzvikudza kwaanozviita iye.
Ndinoshuva zvikuru kuti ndikuonei kuti ndigokupai chipo chomweya kuti mugova makasimbiswa, ndiko kuti, imi neni tikurudzirwe pamwe chete nokutenda kwomumwe nomumwe wedu.
Shamwari dzinodikanwa, ngatidananei, nokuti rudo runobva kuna Mwari. Mumwe nomumwe anoda akaberekwa naMwari uye anoziva Mwari.
Shamwari dzinodikanwa, sezvo Mwari akatida zvakadai, isu tinofanirawo kudanana. Hakuna munhu akatongoona Mwari; asi kana tichidanana, Mwari anogara matiri, uye rudo rwake runokwaniswa matiri.
Uye akatipa murayiro uyu: Ani naani anoda Mwari anofanirawo kuda hama yake.
Exemplos bíblicos
Davi e Jônatas fizeram aliança de amizade. Rute se apegou a Noemi. Abraão foi chamado amigo de Deus.
Dhavhidhi akati apedza kutaura naSauro, Jonatani akanamatirana naDhavhidhi mumweya, uye akamuda sezvaaizvida iye. Kubva pazuva iroro, Sauro akachengeta Dhavhidhi uye haana kuzomutendera kuti adzokere kumba kwababa vake. Uye Jonatani akaita sungano naDhavhidhi nokuti aimuda sezvaaizvida iye.
Uye Jonatani akaita sungano naDhavhidhi nokuti aimuda sezvaaizvida iye.
Dhavhidhi akabvunza akati, "Ko, kuchine mumwe akasara here weimba yaSauro wandingaitira tsitsi nokuda kwaJonatani?"
Asi Rute akapindura akati, "Musandigombedzera kuti ndikusiyei kana kukufuratirai. Kwamunoenda ndiko kwandichaendawo, uye pamunogara ndipo pandichagarawo. Vanhu venyu vachava vanhu vangu uye Mwari wenyu achava Mwari wangu. Pamunofira ndipo pandichafirawo, uye ndipo pandichavigwa. Jehovha ngaandirange, zvinorwadza kwazvo, kana pakava nechimwe chinhu chingatiparadzanisa kunze kworufu."
Uye Rugwaro rwakazadziswa runoti, "Abhurahama akatenda Mwari zvikaverengerwa kwaari kuti ndiko kururama," uye akanzi shamwari yaMwari.
"Munhu asina tariro anofanira kuwana rudo rweshamwari dzake,
kunyange iye arega kutya Wamasimba Ose.
Imi vanhu voupombwe, hamuzivi kuti ushamwari nenyika hunovengana naMwari here? Ani naani anosarudza kushamwaridzana nenyika anova muvengi waMwari.
Companheirismo
Dois são melhores do que um. Quão bom e suave é que os irmãos vivam em união! A amizade fortalece e edifica.
Vaviri vari nani pano mumwe chete,
nokuti vano mugove wakanaka pakushanda kwavo:
Kana mumwe akawira pasi,
shamwari yake inogona kumubatsira kuti amire zvakare.
Asi ane nhamo munhu anowira pasi,
asina anomusimudza!
Kana mumwe akawira pasi,
shamwari yake inogona kumubatsira kuti amire zvakare.
Asi ane nhamo munhu anowira pasi,
asina anomusimudza!
Munhu mumwe chete angakurirwa simba,
asi vaviri vanozvidzivirira.
Rwodzi rwakakoswa mutatu harungakurumidzi kudamburwa.
Vaviri vari nani pano mumwe chete,
nokuti vano mugove wakanaka pakushanda kwavo:
Zvakanaka uye zvinofadza sei
kana hama dzichigara pamwe chete mukubatana!
Zvakanaka uye zvinofadza sei
kana hama dzichigara pamwe chete mukubatana!
Zvakafanana namafuta anokosha adururirwa pamusoro,
anoerera kundebvu,
anoerera kundebvu dzaAroni,
anoburukira kusvikira pamipendero yenguo dzake.
Zvinoita sokuti dova reHerimoni
riri kuwira pamusoro peGomo reZioni.
Nokuti ndipo pakaiswa kuropafadza kwaJehovha,
ihwo upenyu husingaperi-peri.
Vakanga vari voga Mwari akavagarisa mumhuri,
anosesedza vasungwa vachiimba;
asi mhandu dzinogara panyika yatsva nezuva.
Kudza baba vako namai vako uye ude muvakidzani wako sokuzvida kwaunozviita iwe.’ "
Musanyengerwa: "Ushamwari hwakaipa hunoodza tsika dzakanaka."
Musanyengerwa: "Ushamwari hwakaipa hunoodza tsika dzakanaka."