Pular para o conteúdo
Publicidade

Dia dos avós

Por Bíblia Online

Os avós são tesouros vivos de sabedoria e fé. A Bíblia honra os mais velhos e celebra a transmissão de fé entre gerações — dos avós aos netos e destes aos que virão.

A bênção dos avós

A coroa dos velhos são os filhos dos filhos. A misericórdia de Deus é de geração em geração sobre os que o temem.

Vana vevana ikorona kune vakwegura,

uye vabereki ndivo kukudzwa kwavana vavo.

Asi kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi,

rudo rwaJehovha rwuri pane avo vanomutya,

nokururama kwake kuvana vavana vavo,

Ndakanga ndiri muduku uye zvino ndakwegura,

asi handina kumboona vakarurama vachiraswa,

kana vana vavo vachipemha chingwa.

Rumwe rudzi rucharumbidza mabasa enyu kuno rumwe;

vachareva zvamabasa enyu esimba.

Nokuti Jehovha akanaka uye rudo rwake runogara nokusingaperi;

kutendeka kwake kunoramba kuripo kuzvizvarwa zvose.

Força e fidelidade

Mesmo na velhice darão frutos. Os cabelos brancos são coroa de glória. Deus não abandona seus filhos na idade avançada.

Vacharamba vachibereka zvibereko pakukwegura kwavo,

vachagara vari vanyoro uye vari vatsva.

Vachaparidza kuti, "Jehovha akarurama;

ndiye Dombo rangu, uye maari hamuna chakaipa."

Bvudzi rakachena ikorona yakaisvonaka;

inowanikwa noupenyu hwakarurama.

Kunyange kusvikira pakuchembera kwenyu,

bvudzi rachena, ndini iye, ndini ndichakururamisai.

Ndakakuitai uye ndichakutakurai;

ndichakuraramisai uye ndichakununurai.

Kunyange majaya anoneta uye anorukutika,

uye majaya anogumburwa agowa;

asi avo vane tariro muna Jehovha

vachavandudza simba ravo.

Vachabhururuka namapapiro samakondo;

vachamhanya vasinganeti;

vachafamba vasingaziyi.

Asi zvichenjererei, mugonyatsozvichengetedza kuitira kuti murege kukanganwa zvinhu zvakaonekwa nameso enyu kana kuzvirega zvichibuda mumwoyo menyu mazuva ose oupenyu hwenyu. Muzvidzidzise nokuvana venyu.

Seja o primeiro