Publicidade

Egoísmo

Por Bíblia Online

O egoísmo é o oposto do amor cristão. Jesus nos ensinou a negar a nós mesmos, tomar a cruz e segui-lo. A vida cristã é vida de entrega, serviço e generosidade.

Negar-se a si mesmo

Se alguém quer vir após mim, negue-se a si mesmo. O caminho de Cristo é o caminho da auto-entrega e do serviço.

Ipapo akadana vanhu vazhinji kwaari pamwe chete navadzidzi vake akati, "Kana munhu upi zvake achida kunditevera, anofanira kuzviramba, atakure muchinjikwa wake agonditevera.

Wechipiri ndouyu: Ida wokwako sezvaunozvida iwe.Hakuna murayiro mukuru kupfuura iyi."

Ndakarovererwa pamwe chete naKristu uye handichisiri ini ndinorarama, asi Kristu anorarama mandiri. Kurarama kwandinako munyama, ndinorarama nokutenda muMwanakomana waMwari, akandida uye akazvipa nokuda kwangu.

Musaita chinhu nomwoyo wokuchiva kana kuzvikudza, asi mukuzvininipisa muchionawo vamwe kuti vari nani kupfuura imi.

Zvisinei hazvo, ini handioni upenyu hwangu sechinhu chinokosha, dai bedzi ndapedza nhangemutange yangu uye ndapedzisa basa randakapiwa naIshe Jesu, basa rokupupura vhangeri renyasha dzaMwari.

Viver para os outros

Ninguém busque o próprio interesse, mas o do próximo. O amor não busca os seus próprios interesses.

Munhu ngaarege kutsvaka zvakamunakira iye, asi zvakanakira vamwe.

Rudo runo mwoyo murefu, rudo runo mwoyo munyoro. Haruna godo, haruna manyawi haruzvikudzi. Haruiti zvokuvirimira vamwe, harutsvaki zvarwo, harukurumidzi kutsamwa, haruna pfundi pfundi.

Musazvinyengera. Kana mumwe wenyu achizviti akachenjera namaonero enyika ino, ngaave "benzi" kuti ave akachenjera.

Mumwe nomumwe wedu anofanira kufadza muvakidzani wake pane zvakanaka, zvinomuvaka.

Munhu anopavhurira achabudirira;

uyo anomutsiridza vamwe achamutsiridzwawo.

Benzi harifariri kunzwisisa,

asi rinofarira kungotaura zvarinofunga chete.

Dzorerai mwoyo wangu pane zvamakatema

kwete pakuchiva kwenyama.

Nokuti pane godo norukave, ndipo pamunowana nyonganiso namabasa ose akaipa.

Seja o primeiro
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-