Publicidade

Fofoca

Por Bíblia Online

A fofoca destrói reputações e relacionamentos. A Bíblia condena severamente o murmúrio, a calúnia e a palavra maldosa, chamando o cristão a edificar com a boca.

O poder destrutivo

O homem perverso semeia contendas, e o que anda com fofocas separa amigos íntimos. A fofoca é veneno social.

Munhu akatsauka anomutsa kupesana,

uye guhwa rinoparadzanisa shamwari dzepedyo.

Munhu asina umwari anoparadza muvakidzani wake nomuromo wake,

asi kubudikidza nezivo akarurama anopunyuka.

Guhwa rinoparadza chivimbo,

asi munhu akavimbika anochengetedza zvakavanzika.

Uyo anovanza ruvengo rwake ane miromo inoreva nhema,

uye ani naani anoparadzira guhwa ibenzi.

Edificar com palavras

Não saia da boca nenhuma palavra torpe, mas só a que serve para edificação. Quem fala mal do irmão fala mal da lei.

Musarega kutaura kwakaora kuchibuda mumiromo yenyu, asi chete zvinobatsira pakuvaka vamwe maererano nezvavanoshayiwa, kuti zvigobatsira avo vanonzwa.

Iye anofamba asina chaanopomerwa uye

anoita zvakarurama,

anotaura chokwadi zvichibva pamwoyo wake,

uye asina makuhwa parurimi rwake,

asingaitiri wokwake zvakaipa

uye asingatuki waagere naye,

"Makaropafadzwa imi kana vanhu vachikutukai, vachikutambudzai uye vachikupomerai zvakaipa zvose nokuda kwangu.

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-22_10-02-25-