Publicidade

Jejum e oração

Por Bíblia Online

Jejum e oração são disciplinas espirituais que andam juntas. Jesus jejuou, os apóstolos jejuaram, e a Bíblia ensina que o jejum fortalece a oração e nos aproxima do coração de Deus.

O exemplo de Jesus

Jesus jejuou quarenta dias no deserto antes de iniciar seu ministério. Ele ensinou que certas coisas só acontecem com oração e jejum.

Kuedzwa kwaJesu

Ipapo Jesu akatungamirirwa naMweya Mutsvene kurenje kuti andoedzwa nadhiabhori. Mushure mokunge atsanya kwamazuva makumi mana nousiku huna makumi mana, akanzwa nzara.

Akavapindura achiti, "Nokuda kwokuti mune kutenda kudiki. Ndinokuudzai chokwadi kuti dai maiva nokutenda kudiki hako semhodzi yemasitadhi maigona kuti kugomo iri, Ibva apa uende uko,zvichiitika. Hapana chamunozokundikana kuita. Asi rudzi urwu rwomweya runongobviswa chete nokunyengetera nokutsanya."

Kutsanya

"Pamunotsanya, musaunyanisa zviso sezvinoita vanyengeri nokuti vanounyanisa zviso zvavo kuti vaonekwe navanhu kuti vari kutsanya. Ndinokuudzai chokwadi kuti vatowana mubayiro wavo wakazara. Asi pamunotsanya, zorai mafuta mumisoro yenyu uye mugogeza kumeso kwenyu, kuitira kuti zvirege kuonekwa navanhu kuti muri kutsanya, asi zvizivikanwe chete naBaba venyu avo vasingaonekwi. Uye Baba venyu vanoona pakavandika, vachakupai mubayiro.

Kutsanya

"Pamunotsanya, musaunyanisa zviso sezvinoita vanyengeri nokuti vanounyanisa zviso zvavo kuti vaonekwe navanhu kuti vari kutsanya. Ndinokuudzai chokwadi kuti vatowana mubayiro wavo wakazara.

Asi pamunotsanya, zorai mafuta mumisoro yenyu uye mugogeza kumeso kwenyu, kuitira kuti zvirege kuonekwa navanhu kuti muri kutsanya, asi zvizivikanwe chete naBaba venyu avo vasingaonekwi. Uye Baba venyu vanoona pakavandika, vachakupai mubayiro.

umo maakaedzwa naSatani kwamazuva makumi mana. Haana chaakadya pamazuva iwayo, uye pakupera kwamazuva iwayo akanzwa nzara.

O jejum nas Escrituras

Ao longo da Bíblia, grandes homens e mulheres de fé jejuaram em momentos decisivos — buscando a Deus com urgência e devoção.

Mozisi akanga ariko kuna Jehovha kwamazuva makumi mana nousiku makumi mana, asingadyi chingwa kana kunwa mvura. Uye akanyora pamahwendefa mashoko esungano, iyo Mirayiro Gumi.

Saka ndakatendeukira kuna Ishe Mwari ndikamukumbira mukunyengetera nokuteterera, ndichitsanya, uye ndikafuka nguo dzamasaga namadota.

Handina kudya zvokudya zvakanaka; kunyange nyama kana waini hazvina kusvika pamuromo wangu; uye handina kana kuzora mafuta kusvikira vhiki nhatu dzapera.

Handina kudya zvokudya zvakanaka; kunyange nyama kana waini hazvina kusvika pamuromo wangu; uye handina kana kuzora mafuta kusvikira vhiki nhatu dzapera.

"Enda unounganidza vaJudha vose vari muShushani, muzvinyime zvokudya nokuda kwangu. Musadya kana kunwa kwamazuva matatu, usiku namasikati. Ini navarandakadzi vangu tichazvinyima zvokudya sezvamuchaita imi. Kana izvi zvaitwa, ndichaenda kuna mambo, kunyange zvisingatenderwi nomurayiro. Uye kana ndichiparara, ndichaparara hangu."

Pandakanzwa zvinhu izvi, ndakagara pasi ndikachema. Ndakaita mazuva ndichichema, ndichinyengetera uye ndichitsanya pamberi paMwari wokudenga.

Ipapo, paRwizi rweAhavha, ndakatara nguva yokutsanya kuti tizvininipise pamberi paMwari wedu uye kuti timukumbire kuti atifambise rwendo rwakanaka isu navana vedu nepfuma yedu yose.

Naizvozvo takatsanya uye tikanyengetera kuna Mwari wedu pamusoro paizvozvi, uye akapindura munyengetero wedu.

Naizvozvo takatsanya uye tikanyengetera kuna Mwari wedu pamusoro paizvozvi, uye akapindura munyengetero wedu.

Dhavhidhi akanyengeterera mwana kuna Mwari. Akatsanya uye akapinda mumba make akapedza usiku nousiku akarara pasi.

Vanhu veNinevhe vakatenda kuna Mwari. Vakatara nguva yokutsanya, uye vose zvavo, kubva kumukuru mukuru kusvikira kumuduku duku vakapfeka masaga.

Nhau idzi padzakasvika kuna mambo weNinevhe, akasimuka kubva pachigaro chake, akabvisa nguo dzake dzoumambo, akazvifukidza namasaga akagara mumadota. Ipapo akazivisa chirevo muNinevhe, achiti:

"Chirevo chamambo namachinda ake:

"Musarega munhu kana mhuka, chipfuwo kana gwai, zvichiravira chinhu; musazvirega zvichidya kana kunwa. Asi vanhu nemhuka ngavafuke masaga. Munhu wose ngaadane kuna Mwari iye zvino. Ngavasiye nzira dzavo dzakaipa nokuita kwavo nechisimba. Ndiani anoziva? Zvichida Mwari angazvidemba uye netsitsi dzake akazvidzora kubva pakutsamwa kwake kunotyisa kuti tirege kuparara."

Mwari akati aona zvavakaita uye kutendeuka kwavakaita kubva panzira dzavo dzakaipa, akavanzwira tsitsi akasauyisa kuparadzwa pamusoro pavo sezvaaida kuvaitira.

O jejum que Deus escolheu

Isaías revela o jejum que agrada a Deus: soltar as cadeias da injustiça, libertar os oprimidos e repartir o pão com o faminto.

Vanoti, Takatsanyireiko,

uye imi mukasazviona?

Takazvininipisireiko,

imi mukasazviona?

"Asi pazuva rokutsanya kwenyu munoita zvamunoda

muchimanikidza vashandi venyu.

Kutsanya kwenyu kunogumisira mukukakavadzana nemhirizhonga,

uye kurovana netsiva dzakaipisisa.

Hamungatsanyi sezvamunoita mazuva ano,

mugotarisira kuti inzwi renyu richanzwika kumusoro.

Ko, ndiko here kutsanya kwandakasarudza,

zuva rimwe chete rokuti munhu azvininipise?

Ndezvokukotamisa musoro chete sorushanga here,

nokungovata pamusoro penguo dzamasaga namadota?

Ndiko kwamunoti kutsanya here,

pazuva rinodikanwa naJehovha?

"Uku handiko kutsanya kwandakasarudza here:

Kusunungura ngetani dzokusaruramisira

nokusunungura zvitirobho zvejoko,

kusunungura vakamanikidzwa

nokuvhuna joko rimwe nerimwe?

"Uku handiko kutsanya kwandakasarudza here:

Kusunungura ngetani dzokusaruramisira

nokusunungura zvitirobho zvejoko,

kusunungura vakamanikidzwa

nokuvhuna joko rimwe nerimwe?

Bvarurai Mwoyo Yenyu

Jehovha anoti, "Kunyange zvino,

tendeukirai kwandiri nemwoyo yenyu yose

muchitsanya, muchichema uye muchiungudza."

Bvarurai Mwoyo Yenyu

Jehovha anoti, "Kunyange zvino,

tendeukirai kwandiri nemwoyo yenyu yose

muchitsanya, muchichema uye muchiungudza."

Tsaurai nguva yokutsanya kutsvene;

danai vanhu kuungano tsvene.

Kokai vakuru

navose vanogara munyika

kuimba yaJehovha Mwari wedu,

mugodana kuna Jehovha.

A igreja primitiva

Os apóstolos jejuavam antes de decisões importantes. O jejum acompanhava a consagração de líderes e o envio de missionários.

Pavakanga vachinamata Ishe uye vachitsanya, Mweya Mutsvene akati, "Nditsaurirei Bhanabhasi naSauro kuti vabate basa randakavadanira."

Pavakanga vachinamata Ishe uye vachitsanya, Mweya Mutsvene akati, "Nditsaurirei Bhanabhasi naSauro kuti vabate basa randakavadanira."

Pavakanga vachinamata Ishe uye vachitsanya, Mweya Mutsvene akati, "Nditsaurirei Bhanabhasi naSauro kuti vabate basa randakavadanira." Saka vakati vapedza kutsanya nokunyengetera, vakaisa maoko avo pamusoro pavo vakavatuma.

Saka vakati vapedza kutsanya nokunyengetera, vakaisa maoko avo pamusoro pavo vakavatuma.

Saka vakati vapedza kutsanya nokunyengetera, vakaisa maoko avo pamusoro pavo vakavatuma.

Pauro naBhanabhasi vakagadza vatungamiri mukereke imwe neimwe uye nokunyengetera nokutsanya, vakavakumikidza kuna She, uyo wavaivimba naye.

Praticando o jejum

Quando jejuares, unge a cabeça e lava o rosto. O jejum é entre você e Deus — não para impressionar os homens, mas para buscar ao Senhor.

ipapo akazova chirikadzi kusvikira ava namakore makumi masere namana. Haana kumbobva mutemberi asi akanamata usiku namasikati, achitsanya nokunyengetera.

Vanobvunza Jesu pamusoro poKutsanya

Ivo vakati kwaari, "Vadzidzi vaJohani vanotsanya kazhinji uye vachinyengetera, uye vadzidzi vavaFarisi vanodarowo, asi venyu vanoramba vachidya nokunwa."

Jesu akavapindura akati, "Mungaite here kuti shamwari dzechikomba dzitsanye iye achinavo? Asi nguva ichauya apo chikomba chichabviswa kwavari; mumazuva iwayo vachatsanya."

Mushure mokunge Jesu apinda mumba, vadzidzi vake vakamubvunza vari voga vachiti, "Seiko isu takakundikana kuudzinga?"

Akapindura achiti, "Rudzi urwu runongobva chete nokunyengetera nokutsanya."

Akapindura achiti, "Rudzi urwu runongobva chete nokunyengetera nokutsanya."

Ndakabata basa nokutambura uye nguva zhinji ndichishayiwa hope; ndinoziva nzara nenyota uye kushayiwa zvokudya nguva zhinji; chando nokushayiwa chokupfeka.

Asi pavairwara, ndakafuka nguo dzamasaga

ndikazvininipisa nokutsanya.

Munyengetero wangu pawakadzokera kwandiri usina mhinduro,

Seja o primeiro
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-