Luz do mundo
Jesus declarou: 'Eu sou a luz do mundo.' A luz é metáfora central da Bíblia — Deus é luz, Cristo é luz, e os cristãos são chamados a brilhar como filhos da luz neste mundo.
Jesus, a luz do mundo
Jesus disse: quem me segue não andará em trevas, mas terá a luz da vida. Ele é a verdadeira luz que ilumina todo homem.
Kukosha kwoUchapupu hwaJesu
Jesu achitaurazve navanhu, akati, "Ndini chiedza chenyika. Ani naani anonditevera haangatongofambi murima, asi achava nechiedza choupenyu."
Kukosha kwoUchapupu hwaJesu
Jesu achitaurazve navanhu, akati, "Ndini chiedza chenyika. Ani naani anonditevera haangatongofambi murima, asi achava nechiedza choupenyu."
Maari maiva noupenyu, uye upenyu ihwohwo hwaiva chiedza chavanhu. Chiedza chinovhenekera murima, asi rima harina kuchikunda.
Chiedza chinovhenekera murima, asi rima harina kuchikunda.
Chiedza chinovhenekera murima, asi rima harina kuchikunda.
Ndichiri munyika, ndiri chiedza chenyika."
Ndakauya panyika sechiedza, kuti kurege kuva nomunhu anotenda mandiri angagara murima.
Kutongwa ndokuku: Chiedza chakasvika munyika, asi vanhu vakada rima panzvimbo yechiedza nokuti mabasa avo akanga akaipa. Mumwe nomumwe anoita zvakaipa anovenga chiedza, uye haapindi muchiedza nokuti anotya kuti mabasa ake angaiswa pachena. Asi ani naani anorarama muchokwadi anouya muchiedza, kuitira kuti zvaakaita zvionekwe pachena kuti zvakaitwa kubudikidza naMwari."
Deus é luz
Deus é luz e nele não há treva alguma. Se andarmos na luz, temos comunhão uns com os outros e o sangue de Jesus nos purifica.
Kufamba muChiedza
Iyi ndiyo mharidzo yatakanzwa kwaari uye yatinoparidza kwamuri kuti: Mwari ndiye chiedza; maari hamuna rima zvachose.
Kufamba muChiedza
Iyi ndiyo mharidzo yatakanzwa kwaari uye yatinoparidza kwamuri kuti: Mwari ndiye chiedza; maari hamuna rima zvachose. Kana tichiti tinowadzana naye asi tichifamba murima, tinoreva nhema uye hatigari muchokwadi. Asi kana tichifamba muchiedza, saiye ari muchiedza, tinowadzana nomumwe nomumwe wedu, uye ropa raJesu, Mwanakomana wake, rinotinatsa pazvivi zvose.
Asi kana tichifamba muchiedza, saiye ari muchiedza, tinowadzana nomumwe nomumwe wedu, uye ropa raJesu, Mwanakomana wake, rinotinatsa pazvivi zvose.
Asi kana tichifamba muchiedza, saiye ari muchiedza, tinowadzana nomumwe nomumwe wedu, uye ropa raJesu, Mwanakomana wake, rinotinatsa pazvivi zvose.
Chipo chose chakanaka uye chakakwana chinobva kumusoro kudenga, chinoburuka chichibva kuna Baba wezviedza zvokudenga, asingashanduki semimvuri inopinduka.
Chipo chose chakanaka uye chakakwana chinobva kumusoro kudenga, chinoburuka chichibva kuna Baba wezviedza zvokudenga, asingashanduki semimvuri inopinduka.
Vós sois a luz do mundo
Jesus disse aos discípulos: vós sois a luz do mundo. Não se esconde uma cidade edificada sobre um monte. Brilhem a vossa luz!
"Imi muri chiedza chenyika. Guta riri pamusoro pegomo haringavanziki. Uye vanhu havangatungidzi mwenje vagouisa pasi pedengu. Asi kutoti vanouisa pachigadziko kuti uvhenekere vose vari mumba. Nenzira imwe cheteyo, chiedza chenyu ngachivhenekere pamberi pavanhu kuti vaone mabasa enyu akanaka, vagokudza Baba venyu vari kudenga.
"Imi muri chiedza chenyika. Guta riri pamusoro pegomo haringavanziki.
Uye vanhu havangatungidzi mwenje vagouisa pasi pedengu. Asi kutoti vanouisa pachigadziko kuti uvhenekere vose vari mumba. Nenzira imwe cheteyo, chiedza chenyu ngachivhenekere pamberi pavanhu kuti vaone mabasa enyu akanaka, vagokudza Baba venyu vari kudenga.
vanhu vaigara murima
vakaona chiedza chikuru;
kune avo vaigara munyika yomumvuri worufu,
chiedza chavhenekera."
Asi imi muri vanhu vakasanangurwa, uprista hwamambo, rudzi rutsvene, vanhu vaMwari chaivo, vaakadana kuti muparidze kunaka kwaiye akakudanai kuti mubve murima, muuye muchiedza chake chinoshamisa.
Asi imi muri vanhu vakasanangurwa, uprista hwamambo, rudzi rutsvene, vanhu vaMwari chaivo, vaakadana kuti muparidze kunaka kwaiye akakudanai kuti mubve murima, muuye muchiedza chake chinoshamisa.
Imi mose muri vanakomana vechiedza navanakomana vamasikati. Hatizi vousiku kana verima.
A luz nas Escrituras
A Palavra de Deus é lâmpada para nossos pés e luz para o caminho. Ela ilumina, revela e nos guia na verdade.
Shoko renyu ndiwo mwenje wetsoka dzangu,
nechiedza chenzira yangu.
Shoko renyu ndiwo mwenje wetsoka dzangu,
nechiedza chenzira yangu.
Kuzarurwa kweshoko renyu kunopa chiedza;
kunopa kunzwisisa kuna vasina mano.
Jehovha ndiye chiedza changu noruponeso rwangu,
ndichagotya aniko?
Jehovha ndiye nhare youpenyu hwangu,
ndianiko wandingatya?
Nokuti kwamuri ndiko kune chitubu choupenyu;
muchiedza chenyu tinoona chiedza.
Imi, iyemi Jehovha, munoita kuti mwenje wangu urambe uchipfuta;
Mwari wangu anoshandura rima rangu richiva chiedza.
Isa nzira yako kuna Jehovha;
uvimbe naye uye iye achaita izvi;
achaita kuti kururama kwako kupenye samambakwedza,
nokururamisirwa kwako sezuva ramasikati.
Nokuti makandirwira parufu,
uye netsoka dzangu pakugumburwa,
kuti ndifambe pamberi penyu
muchiedza choupenyu.
Tidzorei, imi Mwari Wamasimba Ose;
penyesai chiso chenyu pamusoro pedu,
kuti tiponeswe.
Havana kuzviwanira nyika nomunondo wavo,
uye ruoko rwavo haruna kuvakundisa;
rwakanga rwuri ruoko rwenyu rworudyi, irwo ruoko rwenyu,
nokupenya kwechiso chenyu, nokuti imi makavada.
Chiso chenyu ngachipenye pamusoro pomuranda wenyu;
ndiponesei norudo rwenyu rusingaperi.
Luz versus trevas
A luz brilha nas trevas e as trevas não a venceram. Cristãos são chamados a não ter comunhão com as trevas, mas a expô-las.
Vasingatendi vakapofumadzwa ndangariro dzavo namwari wenyika ino, kuti varege kuona chiedza chevhangeri rokubwinya kwaKristu, anova mufananidzo waMwari. Nokuti hatizviparidzi isu, asi Jesu Kristu saShe, uye isu savaranda venyu nokuda kwaJesu. Nokuti Mwari akati, "Chiedza ngachipenye murima," akaita kuti chiedza chake chipenye mumwoyo yedu kuti tiwane chiedza choruzivo rwokubwinya kwaMwari muchiso chaKristu.
Nokuti Mwari akati, "Chiedza ngachipenye murima," akaita kuti chiedza chake chipenye mumwoyo yedu kuti tiwane chiedza choruzivo rwokubwinya kwaMwari muchiso chaKristu.
Musafambidzana naVasingatendi
Musasungwa zvisina kufanira pajoko rimwe chete navasingatendi. Nokuti kururama kungava noukama hweiko nokusarurama? Kana kuti chiedza chingawadzana seiko nerima?
Ndinonyengeterawo kuti meso emwoyo wenyu avhenekerwe kuitira kuti mugoziva pfuma yenhaka yake yokubwinya muvatsvene,
Vanhu vaifamba murima
vakaona chiedza chikuru;
avo vaigara munyika yomumvuri worufu,
chiedza chakavavhenekera.
Kubwinya kweZioni
"Simuka, upenye nokuti chiedza chako chasvika,
uye kubwinya kwaJehovha kwabuda pamusoro pako.
Kubwinya kweZioni
"Simuka, upenye nokuti chiedza chako chasvika,
uye kubwinya kwaJehovha kwabuda pamusoro pako.
Tarira, rima rakafukidza nyika
uye rima guru riri pamusoro pavanhu,
asi Jehovha anobuda pamusoro pako
uye kubwinya kwake kunoratidzwa pamusoro pako.
Ndudzi dzichauya kuchiedza chako,
uye madzimambo kukubwinya kwamambakwedza ako.
"Nditeererei, imi vanhu vangu;
ndinzwei imi rudzi rwangu:
Ndichakupai murayiro;
kururamisira kwangu kuchava chiedza kundudzi.
Proclamar a luz
Os cristãos são embaixadores da luz, chamados a proclamar as virtudes daquele que nos chamou das trevas para a sua maravilhosa luz.
Nokuti izvi ndizvo zvakarayirwa kwatiri naShe achiti:
" ‘Ndakakuitai chiedza kune veDzimwe Ndudzi,
kuti muvigire migumo yenyika ruponeso.’ "
Nokuti izvi ndizvo zvakarayirwa kwatiri naShe achiti:
" ‘Ndakakuitai chiedza kune veDzimwe Ndudzi,
kuti muvigire migumo yenyika ruponeso.’ "
Asi ndakabatsirwa naMwari kusvikira nhasi uno, uye ndimire pano kuti ndipupure kuvaduku nokuvakuru zvimwe chetezvo. Handina kutaura zvinopfuura zvakataurwa navaprofita uye naMozisi kuti zvichaitika, kuti Kristu achatambudzika, uye, saiye wokutanga kumuka kubva kuvakafa achaparidza chiedza kuvanhu vake uye nokune veDzimwe Ndudzi."
Uye Mwari akati, "Chiedza ngachivepo," chiedza chikavapo.
" ‘Jehovha akuropafadzei
uye akuchengetei;
Jehovha ngaapenyese chiso chake pamusoro penyu
uye akunzwirei tsitsi;
Jehovha ngaarinzire chiso chake kwamuri
uye akupei rugare.’ "
Anozarura zvakadzika nezvakavanzika;
anoziva zviri murima,
uye chiedza chinogara maari.
Guta haritsvaki zuva kana mwedzi kuti zvivhenekere pamusoro paro, nokuti kubwinya kwaMwari ndiko kunovhenekera, uye Gwayana ndiro mwenje waro.
Usiku hahuchazovapozve. Havachazotsvaki chiedza chomwenje kana chiedza chezuva, nokuti Ishe Mwari achavapa chiedza. Uye vachatonga nokusingaperi-peri.
Mwenje uri paChigadziko
"Hakuna munhu anotungidza mwenje obva auvanza pasi pedengu kana kuuisa pasi pomubhedha. Asi, anouisa pamusoro pechigadziko, kuitira kuti vose vanopinda vavhenekerwe.
Ziso rako ndiwo mwenje womuviri wako. Kana meso ako akanaka, muviri wako wosewo uzere nechiedza. Asi kana akaipa, muviri wakowo uzere nerima.
Zvamakataura murima zvichanzwika masikati machena, uye zvamakazevezera munzeve mudzimba dzomukati zvichadanidzirwa pamusoro pamatenga edzimba.
Este artigo te tocou? Faça uma oração!
+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.