Pular para o conteúdo
Publicidade

Órfãos

Por Bíblia Online

Deus tem um cuidado especial pelos órfãos. Ele se apresenta como pai dos que não têm pai e defensor dos desamparados, e ordena a seu povo que faça o mesmo.

Deus, pai dos órfãos

O Senhor é pai dos órfãos e protetor das viúvas. Ele sustenta os que perderam amparo humano e cuida deles com ternura.

Imbirai Mwari, imbirai zita rake nziyo dzokurumbidza,

murumbidzei zvikuru iye anofamba pamusoro pamakore,

zita rake ndiJehovha,

uye farai pamberi pake.

Baba venherera, mudziviriri wechirikadzi,

ndiye Mwari ari paugaro hwake utsvene.

Jehovha anorinda vatorwa

uye anoriritira nherera nechirikadzi,

asi anokonesa nzira dzavakaipa.

Tongai mhaka dzavasina simba nenherera;

chengetedzai kodzero dzavarombo navakadzvinyirirwa.

Handingakusiyei muri nherera; ndichauya kwamuri.

O chamado da justiça

A religião pura é visitar órfãos e viúvas em suas aflições. Deus ordena a defesa do necessitado e o cuidado com os mais frágeis.

Kunamata kunodikanwa naMwari Baba vedu kwakachena, uye kusina chakungapomerwa ndokuku: kuchengeta nherera nechirikadzi mukutambudzika kwavo uye nokuzvichengeta kuti urege kusvibiswa nenyika.

dzidzai kuita zvakarurama.

Tsvakai kururamisira,

kurudzirai vakamanikidzwa.

Dzivirirai nherera,

mukumbirire chirikadzi.

"Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Tongai nokururamisira kwezvokwadi; muitirane tsitsi nenyasha. Musamanikidza chirikadzi kana nherera, mutorwa kana murombo. Musafungirana zvakaipa mumwoyo menyu.

"Musaitira zvakaipa chirikadzi nenherera. Kana mukaita izvozvo uye ivo vakachema kwandiri, zvirokwazvo ndichanzwa kuchema kwavo. Kutsamwa kwangu kuchamuka, uye ndichakuurayai nomunondo; vakadzi venyu vachava chirikadzi uye vana venyu vachava nherera.

nokuti ndakanunura varombo vaichemera rubatsiro, uye nherera dzakanga dzisina anobatsira.

Munhu akanga ofa akandiropafadza; ndakaita kuti mwoyo wechirikadzi uimbe.

Seja o primeiro