Pular para o conteúdo
Publicidade

Poder de Deus

Por Bíblia Online

O poder de Deus é incomparável e infinito. Ele criou o universo pela palavra, sustenta todas as coisas e manifesta sua onipotência em cada geração.

A onipotência do Criador

Deus fez os céus e a terra pelo seu grande poder. Nada é impossível para Ele, e sua força está além de toda compreensão humana.

Asi Mwari akaita nyika nesimba rake,

akateya nyika nouchenjeri hwake,

uye akatambanudza matenga nokunzwisisa kwake.

Jesu akavatarisa akati, "Kuvanhu izvi hazvigoneki asi kuna Mwari zvinhu zvose zvinogoneka."

Uye izvi ndiwo macheto oga ebasa rake;

haiwa tinongonzwa kuzevezera kwake!

Zvino ndianiko anganzwisisa kutinhira kwesimba rake?"

Uchenjeri hwake hwakadzika, simba rake iguru kwazvo.

Ndianiko akamudzivisa akabuda asina vanga?

Poder sobre tudo

O Senhor reina sobre as nações, sustenta os oprimidos e manifesta seu poder tanto no julgamento quanto na redenção.

Anotonga nokusingaperi nesimba rake,

meso ake anocherechedza ndudzi,

vanomumukira ngavarege kumisidzana naye. Sera

Kugomera kwavasungwa ngakusvike pamberi penyu;

nesimba roruoko rwenyu

chengetedzai avo vakatongerwa rufu.

Chinhu chimwe chakataurwa naMwari,

zvinhu zviviri zvandakanzwa:

Kuti imi, iyemi Mwari, mune simba,

noruoko rune simba uye noruoko rwakatambanudzwa,

Nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.

Poder para o seu povo

Deus fortalece os fracos e ressuscita os mortos. Seu poder opera em nós para que experimentemos vitória e transformação.

Mwari akamutsa Ishe kubva kuvakafa nesimba rake uye achatimutsawo.

Nokuti kuti muve nechokwadi, akarovererwa pamuchinjikwa muutera, asi anorarama nesimba raMwari. Zvimwe chetezvo nesuwo tinorarama muutera maari, asi nesimba raMwari tiri vapenyu pamwe chete naye kuti tikushumirei.

mushoko rechokwadi nomusimba raMwari; nenhumbi dzokurwa nadzo dzokururama kuruoko rworudyi nokuruboshwe,

Nhumbi dzokurwa nadzo dzaMwari

Pakupedzisira, ivai nesimba muna She nomusimba rake guru.

Vimba naJehovha nokusingaperi,

nokuti Jehovha, iye Jehovha ndiye Dombo rokusingaperi.

Ndinoumba chiedza uye ndinosika rima,

ndinoita rugare uye ndinosika njodzi;

ini Jehovha, ndini ndinoita zvinhu izvi zvose.

Jehovha Mwari wako anewe,

ndiye ane simba rokuponesa.

Achafadzwa zvikuru newe,

achakunyaradza norudo rwake,

achafara nokuda kwako nokuimba."

Asi kana ndichidzinga madhimoni nomunwe waMwari, ipapo umambo hwaMwari hwasvika kwamuri.

Seja o primeiro