Pular para o conteúdo
Publicidade

1 VaKorinde 15

3 Nokuti zvandakagamuchira sezvinokosha pakutanga ndizvo zvandakakupaiwo: kuti Kristu akafira zvivi zvedu sezvazvakanyorwa muMagwaro, 4 kuti akavigwa, akamutswa pazuva rechitatu sezvazvakanyorwa muMagwaro, 5 uye kuti akazviratidza kuna Petro, tevere kuna vane gumi navaviri. 6 Mushure mezvo akazviratidza kuhama dzaipfuura mazana mashanu panguva imwe chete, vazhinji vavo vachiri vapenyu, kunyange zvazvo vamwe vavete.

Veja também