Publicidade

1 Coríntios 15

54 Kana chinoparara chikafuka kusaparara, uye chinofa chikafuka kusafa, ipapo tsumo yakanyorwa ichazadziswa yokuti: "Rufu rwakamedzwa nokukunda."

55 "Kuripiko kukunda kwako iwe rufu?

Rwuripiko rumborera rwako, iwe rufu?"

56 Rumborera rwerufu ndicho chivi, uye simba rechivi ndiwo murayiro. 57 Asi Mwari ngaavongwe! Anotipa kukunda kubudikidza naIshe wedu Jesu Kristu.

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-28_14-13-17-