Pular para o conteúdo
Publicidade

1 VaKorinde 2

14 Munhu asina Mweya haangagamuchiri zvinhu zvinobva kuMweya waMwari, nokuti zvinonzwisisika nomweya. 15 Munhu ari muMweya anonzwisisa zvinhu zvose, asi iye pachake haanganzwisiswi nomunhu:

16 "Nokuti, ndianiko akaziva murangariro waShe

kuti amudzidzise?"

Asi isu tino murangariro waKristu.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também