Pular para o conteúdo
Publicidade

1 Makoronike 16

34 Vongai Jehovha nokuti akanaka;

rudo rwake runogara nokusingaperi.

35 Danidzirai muchiti, "Tiponesei, imi Mwari Muponesi wedu;

tiunganidzei uye mutirwire pandudzi,

kuti tigovonga zita renyu dzvene

kuti tifarisise mukukurumbidzai."

36 Rumbidzai Jehovha, Mwari waIsraeri,

kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi.

Ipapo vanhu vose vakati, "Ameni" uye vakarumbidza Jehovha.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também