Pular para o conteúdo
Publicidade

1 Crônicas 4

9 Jabhezi aikudzwa zvikuru kukunda vanunʼuna vake. Mai vake vakamutumidza kuti Jabhezi vachiti, "Ndakamubereka mukurwadziwa." 10 Jabhezi akachema kuna Mwari waIsraeri achiti, "Haiwa, dai mandiropafadza mukakurisa nyika yangu! Ruoko rwenyu ngaruve neni, rundichengete kune zvinokuvadza kuitira kuti ndisarwadziwa." Uye Mwari akamupa zvaakakumbira.

Veja também