Publicidade

1 João 4

15 Kana munhu akapupura kuti Jesu ndiye Mwanakomana waMwari, Mwari anogara maari uye iye muna Mwari. 16 Nokudaro tinoziva uye tinovimba norudo rwaMwari kwatiri.

Mwari rudo. Ani naani anogara murudo anogara muna Mwari, uye Mwari maari.

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-