20 Kana munhu achiti, "Ndinoda Mwari," asingadi hama yake, murevi wenhema. Nokuti ani naani asingadi hama yake yaakaona, haagoni kuda Mwari, waasina kumboona. 21 Uye akatipa murayiro uyu: Ani naani anoda Mwari anofanirawo kuda hama yake.
Publicidade

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.