Publicidade

1 João 4

Rudo rwaMwari noRwedu

7 Shamwari dzinodikanwa, ngatidananei, nokuti rudo runobva kuna Mwari. Mumwe nomumwe anoda akaberekwa naMwari uye anoziva Mwari. 8 Ani naani asingadi haazivi Mwari, nokuti Mwari rudo.

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-29_22-07-56-