Pular para o conteúdo
Publicidade

1 Petro 1

18 Nokuti munoziva kuti hamuna kudzikinurwa nezvinhu zvinoora, zvakadai sesirivha kana goridhe, kubva paupenyu hwenyu husina maturo, hwamakagamuchira kubva kumadzitateguru enyu, 19 asi neropa rinokosha raKristu, iro gwayana risina charingapomerwa uye risina kuremara.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também