Pular para o conteúdo
Publicidade

1 Petro 1

23 Nokuti makaberekwa patsva, kwete nembeu inoora, asi isingaori, neshoko raMwari benyu uye rinogara nokusingaperi. 24 Nokuti,

"Vanhu vose vakaita souswa,

uye kuyevedza kwavo kwakaita samaruva ouswa;

uswa hunosvava uye maruva anowira pasi,

25 asi shoko raShe rinogara nokusingaperi."

Uye iri ndiro shoko ramakaparidzirwa.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também