Pular para o conteúdo
Publicidade

1 Pedro 1

Mwari ngaarumbidzwe nokuda kweTariro ine Upenyu

3 Mwari, Baba vaIshe wedu Jesu Kristu, ngaarumbidzwe! Nengoni dzake huru, akatibereka patsva akatipinza mutariro mhenyu nokumuka kwaJesu Kristu kubva kuvakafa, 4 akatiisa munhaka isingagoni kuparara, isingaori kana kusvava, yamakachengeterwa kudenga,

Veja também