Publicidade

1 Pedro 5

5 Saizvozvo, imi majaya, muzviise pasi pavaya vari vakuru. Imi mose, pfekai kuzvininipisa kuno mumwe nomumwe, nokuti,

"Mwari anodzivisa vanozvikudza

asi anopa nyasha kuna vanozvininipisa."

6 Naizvozvo, muzvininipise, pasi poruoko rune simba rwaMwari, kuti agokusimudzirai munguva yakafanira. 7 Kandai paari kufunganya kwenyu kwose nokuti anokuchengetai.

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-