Eria muTishibhi anopiwa kudya namakunguo
1 Zvino Eria muTishibhi aigara muGireadhi, akati kuna Ahabhu, "NaJehovha, Mwari waIsraeri mupenyu, wandinoshumira, hakuchazova nedova kana mvura inonaya mumakore anotevera kunze kwokutenge ndareva ini."