Pular para o conteúdo
Publicidade

1 Madzimambo 19

12 Mushure mokudengenyeka kwenyika kwakauya moto, asi Jehovha akanga asiri mumoto. Uye shure kwomoto akanzwa inzwi richitaura nakazevezeve kakapfava. 13 Eria paakarinzwa, akafukidza chiso chake nejasi rake akabuda panze akamira pamuromo webako.

Ipapo inzwi rakati kwaari, "Uri kuiteiko pano, Eria?"

Veja também