Publicidade

1 Reis 19

20 Ipapo Erisha akasiya hando dzake akamhanya achitevera Eria. Akati, "Regai ndimbonotsvoda baba namai vangu ndichionekana navo, ndigozoenda nemi."

Eria akati, "Dzokera zvako. Ndakuiteiko?"

21 Naizvozvo Erisha akamusiya akadzokera. Akatora hando dzejoko rake akadzibaya. Akashandisa zvaairimisa sehuni dzokubikisa nyama yacho, akaipa kuvanhu, ndokubva vadya. Ipapo akasimuka akatevera Eria akabva ava muranda wake.

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-