5 Ipapo akarara pasi pomuti akabatwa nehope.
Pakarepo mutumwa akamubata akati, "Simuka udye." 6 Akatarisa-tarisa, akaona chingwa chakanga chabikwa pamazimbe omoto pedyo nomusoro wake, nechirongo chemvura. Akadya, akanwa, akabva arara zvakare.