Pular para o conteúdo
Publicidade

1 Madzimambo 2

19 Naizvozvo Bhatishebha akaenda kuna Mambo Soromoni kundosuma nyaya yaAdhoniya. Mambo akasimuka akasangana naye, akakotamira mai vake, akagara pachigaro chake choushe. Akarayira kuti chigaro choushe chiunzirwe mai vamambo, ivo vakagara kurutivi rwake rworudyi.

20 Ipapo vakati, "Ndine chikumbiro chidiki kwauri. Usandirambira zvako."

Mambo akapindura akati, "Kumbirai henyu, mai, handikurambiriyi."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também