Pular para o conteúdo
Publicidade

1 Samueri 13

11 Samueri akati, "Waiteiko?"

Sauro akapindura achiti, "Pandaona kuti varume vava kupararira, uye kuti hamuna kusvika nenguva yakataurwa, uye kuti vaFiristia vava kuungana paMikimashi, 12 ndafunga kuti, Zvino vaFiristia vachauya kuzondirwisa paGirigari, uye handisati ndatsvaka nyasha dzaJehovha.Naizvozvo ndazvimanikidza kuti ndipe chipiriso chinopiswa."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também