Pular para o conteúdo
Publicidade

1 Samueri 16

11 Saka akabvunza Jese akati, "Ava ndivo vose vanakomana vaunavo here?"

Jese akapindura akati, "Kuchino mumwe muduku kuna vose, asi ari kufudza makwai."

Samueri akati, "Tuma munhu kwaari; hatingagari pasi kusvikira asvika pano."

13 Saka Samueri akatora gonamombe ramafuta akamuzodza pamberi pamadzikoma ake, uye kubva pazuva iroro Mweya waJehovha wakauya pamusoro paDhavhidhi nesimba. Ipapo Samueri akaenda kuRama.

Veja também