Pular para o conteúdo
Publicidade

1 Samueri 18

Sauro anoitira Dhavhidhi godo

1 Dhavhidhi akati apedza kutaura naSauro, Jonatani akanamatirana naDhavhidhi mumweya, uye akamuda sezvaaizvida iye. 2 Kubva pazuva iroro, Sauro akachengeta Dhavhidhi uye haana kuzomutendera kuti adzokere kumba kwababa vake. 3 Uye Jonatani akaita sungano naDhavhidhi nokuti aimuda sezvaaizvida iye.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também