Publicidade

1 Samuel 20

41 Mushure mokuenda kwomukomana, Dhavhidhi akasimuka nechokurutivi rwezasi rwedombo akakotamira Jonatani katatu, chiso chake chakatsikitsira. Ipapo vakasvetana vakachema pamwe chete asi Dhavhidhi akanyanyisa kuchema.

42 Jonatani akati kuna Dhavhidhi, "Chienda hako norugare, nokuti takapikirana ushamwari pakati pedu muzita raJehovha, tichiti, Jehovha ndiye chapupu pakati pako neni, uye pakati pezvizvarwa zvako nezvizvarwa zvangu nokusingaperi.’ " Ipapo Dhavhidhi akabva, Jonatani akadzokerawo muguta.

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-