Pular para o conteúdo
Publicidade

1 Samueri 6

Areka inodzoserwa kuIsraeri

1 Areka yaJehovha yakati yava nemwedzi minomwe iri munyika yavaFiristia, 2 vaFiristia vakadana vaprista navavuki vakati, "Toitei neareka yaJehovha? Tiudzei kuti toidzosera sei kunzvimbo yayo."

3 Vakapindura vachiti, "Kana muchidzosera areka yamwari weIsraeri, musaidzosera isina chinhu, asi edzai nepamunogona kumutumira chipiriso chemhosva. Ipapo muchaporeswa, uye muchaziva kuti sei ruoko rwake rusina kubviswa pamusoro penyu."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também