27 Pavakanga vachienda kumucheto weguta, Samueri akati kuna Sauro, "Taurira muranda kuti atungamire mberi kwedu." Muranda akaita saizvozvo. "Asi iwe chimbogara pano kwechinguva, kuti ndigokupa shoko rabva kuna Mwari."
Publicidade