9 Ndinodawo kuti vakadzi vapfeke zvakafanira, zvakanaka zvino kuzvidzora, kwete nebvudzi rakarukwa kana negoridhe kana namaperera kana nguo dzemari zhinji, 10 asi ngavave namabasa akanaka, sezvakafanira vakadzi vanoti vanonamata Mwari.
Publicidade

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.