Pular para o conteúdo
Publicidade

1 Timoti 5

17 Vakuru vanobata kereke zvakanaka vakafanira kukudzwa zvakapetwa kaviri, zvikuru sei vaya vanoita basa rokuparidza nokudzidzisa. 18 Nokuti Rugwaro runoti, "Usasunga muromo wenzombe kana ichipura zviyo," uye "Mushandi akafanirwa nomubayiro wake."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também