Pular para o conteúdo
Publicidade

1 VaTesaronika 2

7 asi takanga tiri vanyoro pakati penyu, samai vanochengeta vana vavo vaduku. 8 Taikudai zvikuru zvokuti takafara kuti tigoverane nemi, kwete vhangeri raMwari bedzi, asi noupenyu hweduwo, nokuti makanga madikanwa nesu kwazvo.

Veja também

1 Tessalonicenses
Ver todos os capítulos de 1 Tessalonicenses