3 Kuda kwaMwari kuti muitwe vatsvene: 4 kuti murege upombwe; kuti mumwe nomumwe wenyu adzidze kudzora muviri wake nenzira tsvene uye inokudzwa, 5 asingaiti mukuchiva sezvinoitwa navahedheni, vasingazivi Mwari; 6 uye kuti pane izvozvi parege kuva nomunhu anotadzira hama yake kana kumutorera chinhu. Ishe acharanga vanhu nokuda kwezvivi zvakadaro zvose, sezvatakakuudzai kare uye tikakuyambirai. 7 Nokuti Mwari haana kutidanira kutsvina, asi kuti tirarame upenyu hutsvene.
Publicidade
1 VaTesaronika 4
Estes versículos te tocaram? Ore agora!
+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.