Pular para o conteúdo
Publicidade

2 VaKorinde 1

20 Nokuti hazvinei kuti Mwari akativimbisa zvinhu zvizhinji zvakadii, zvose i"Hongu" muna Kristu. Uye kubudikidza naiye tinoti "Ameni" kuti Mwari akudzwe. 21 Zvino ndiMwari anoita kuti tose imi nesu timire takasimba muna Kristu. Akatizodza, 22 akaisawo chisimbiso patiri chokuti tava vake, uye akaisa Mweya wake mumwoyo medu kuti ave rubatso, achipa chisimbiso chezvichauya.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também