Pular para o conteúdo
Publicidade

2 Petro 3

17 Naizvozvo vadikani, sezvo mava kuziva zvinhu izvi, garai makarindira kuti murege kutsauswa nokudarika kwavasina murayiro uye mukawa kubva pakusimba kwenyu. 18 Asi kurai munyasha nomukuziva Ishe noMuponesi wedu, Jesu Kristu.

Ngaave nokubwinya zvino nokusingaperi. Ameni.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também

2 Pedro
Ver todos os capítulos de 2 Pedro