8 Ivo vakapindura vakati, "Akanga ari murume akapfeka nguo dzine mvere nebhanhire reganda muchiuno chake."
Mambo akati, "NdiEria muTishibhi."