2 Hezekia akatendeukira kumadziro uye akanyengetera kuna Jehovha akati, 3 "Haiwa Jehovha, rangarirai kuti ndakafamba sei pamberi penyu nokutendeka uye nomwoyo wose uye ndikaita zvakanaka pamberi penyu." Hezekia akachema zvikuru.
Publicidade
2 Madzimambo 20
Estes versículos te tocaram? Ore agora!
+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.