16 Erisha akati, "Nenguva inenge ino gore rinouya, uchafungatira mwanakomana mumaoko ako."
Iye akati, "Kwete, ishe wangu. Haiwa munhu waMwari, musarevera nhema murandakadzi wenyu!"