Pular para o conteúdo
Publicidade

2 VaTesaronika 3

Chikumbiro choMunyengetero

1 Pakupedzisira, hama, mutinyengetererewo kuti shoko raShe rikurumidze kuparadzirwa uye kuti rikudzwe, sezvazvakanga zvakaita kwamuri. 2 Uye munyengetere kuti tirwirwe kubva kune akaipa, nokuti havasi vose vanotenda.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também

2 Tessalonicenses
Ver todos os capítulos de 2 Tessalonicenses