Pular para o conteúdo
Publicidade

2 VaTesaronika 3

10 Nokuti kunyange pataiva nemi, takakupai murayiro uyu wokuti: "Kana munhu asingashandi, ngaarege kudya."

11 Tinonzwa kuti vamwe pakati penyu vane usimbe. Havashandi; havaregi zvavamwe. 12 Vanhu vakadaro tinovarayira uye tinovakurudzira muna Ishe Jesu Kristu kuti vashande chinyararire vagodya chingwa chavanoshandira. 13 Uye kana murimi, hama, musaneta pakuita zvakanaka.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também

2 Tessalonicenses
Ver todos os capítulos de 2 Tessalonicenses