Pular para o conteúdo
Publicidade

Amosi 5

21 "Ndinovenga, ndinozvidza mitambo yenyu yechinamato;

handifadzwi neungano dzenyu.

22 Kunyange mukandivigira zvipiriso zvenyu zvinopiswa nezvipiriso zvezviyo,

handingazvigamuchiri.

Kunyange mukandivigira zvipiriso zvakaisvonaka zvokuwadzana,

handingavi nehanya nazvo.

Veja também