Publicidade

Amós 8

11 "Mazuva ari kuuya," ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha,

"andichatumira nzara panyika yose,

kwete nzara yezvokudya kana nyota yemvura,

asi nzara yokunzwa mashoko aJehovha.

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-29_22-07-56-