Pular para o conteúdo
Publicidade

Mabasa aVapostori 13

2 Pavakanga vachinamata Ishe uye vachitsanya, Mweya Mutsvene akati, "Nditsaurirei Bhanabhasi naSauro kuti vabate basa randakavadanira." 3 Saka vakati vapedza kutsanya nokunyengetera, vakaisa maoko avo pamusoro pavo vakavatuma.

Vapostori vanoparidza paSaipurasi

4 Ava vaviri vakati vatumwa naMweya Mutsvene parwendo rwavo, vakaburuka vakaenda kuSerusia, vakazobvako vakakwira chikepe ndokuenda kuSaipurasi.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também