Pular para o conteúdo
Publicidade

Mabasa aVapostori 16

Pauro naSirasi mutorongo

16 Nerimwe zuva patakanga tichienda kunzvimbo yokunyengeterera, takasangana nomusikana akanga ari nhapwa akanga ane mweya wokuvuka. Aiwanira vatenzi vake mari zhinji nokuvuka kwake. 17 Musikana uyu aitevera Pauro nesu, achidanidzira achiti, "Varume ava varanda vaMwari Wokumusoro-soro, vari kukuudzai nzira yoruponeso." 18 Akaramba achiita izvi kwamazuva mazhinji. Pakupedzisira Pauro akashushikana zvikuru zvokuti akatendeuka akati kumweya uyu, "Muzita raJesu Kristu ndinokurayira kuti ubude maari!" Nenguva yakare iyoyo mweya wakabva maari.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também