Pular para o conteúdo
Publicidade

Mabasa aVapostori 19

4 Pauro akati, "Rubhabhatidzo rwaJohani rwaiva rubhabhatidzo rwokutendeuka. Akaudza vanhu kuti vatende kuna iye aizouya mumashure make, iye Jesu." 5 Vakati vanzwa izvi, vakabhabhatidzwa muzita raIshe Jesu.

Veja também