Pular para o conteúdo
Publicidade

Mabasa aVapostori 2

Petro anoparidzira Vazhinji

14 Ipapo Petro akamira pamwe chete navane gumi nomumwe, akadanidzira kuvanhu vazhinji achiti, "Hama imi vaJudha nemi mose mugere muJerusarema, regai ndikutsanangurirei chinhu ichi; nyatsoteererai mashoko angu. 15 Vanhu ava havana kudhakwa sezvamunofungidzira zvaichiri nguva yepfumbamwe mangwanani kudai! 16 Kwete, izvi ndizvo zvakataurwa nomuprofita Joere achiti,

17 " Mumazuva okupedzisira,ndizvo zvinotaura Mwari,

ndichadurura Mweya wangu pamusoro pavanhu vose.

Vanakomana navanasikana venyu vachaprofita,

majaya enyu achaona zviratidzo,

vatana venyu vacharota hope.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também