Pular para o conteúdo
Publicidade

Mabasa aVapostori 20

35 Mune zvose zvandakaita, ndakakuratidzai kuti namabatiro akaoma aya, tinofanira kubatsira vasina simba, tichirangarira mashoko aShe Jesu pachake paakati, Kupa kwakaropafadzwa kupfuura kugamuchira.’ "

36 Akati ataura izvi, akapfugama pamwe chete navo vose uye vakanyengetera. 37 Vose vakachema pavakamumbundikira uye vakamutsvoda. 38 Zvakanyanya kuvarwadza mashoko aakataura achiti havaizoona chiso chakezve. Ipapo vakamuperekedza kuchikepe.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também