Publicidade

Atos 8

30 Ipapo Firipi akamhanya achienda kungoro akanzwa murume uya achiverenga kubva kuna Isaya muprofita. Firipi akati kwaari, "Uri kunzwisisa zvauri kuverenga here?"

31 Iye akati, "Ndinganzwisisa seiko kana pasina munhu anonditsanangurira?" Saka akadana Firipi kuti akwire mungoro agare nayemo.

32 Muyunaki uyu aiverenga chitsauko ichi choRugwaro:

"Akatungamirirwa segwai raindobayiwa,

uye segwayana rinyerere pamberi pomuveuri,

saka haana kushamisa muromo wake.

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-28_14-13-17-